Genesis 24:63 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Isaka akaɓuɗa kundoraŋgarira kusaŋgo neŋguʋa yamaɗekwana; akasimudza meso ake, akatarira, akaʋona makamera aciʋuya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akabuda nohumwe usiku akaenda musango kuti ambondorangarira, uye paakasimudza meso ake, akaona ngamera dzichiswedera,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ava manheru, Isaki akaenda musango achimbondoti avarairwe zvake achifunga. Akasumudza musoro akaona ngamera dzichiuya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isaka akabuda kundorangarira kusango nenguva yamadekwana; akasimudza meso ake, akatarira, akaona makamera achiuya.
Shona 2009?
Isaka aka­buda kundorangarira kusango nenguva yamadekwana; akasimudza meso ake, akatarira, akaona makamera achiuya.
Shona SUB 2002 Bible
Isaka akabuda kundorangarira kusango nenguva yamadekwana; akasimudza meso ake, akatarira, akaona makamera achiuya.