Genesis 24:64 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rebeka akasimudza ʋo meso ake; wakati aciʋona Isaka, akaɓuruka pakamera rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
naRabhekawo akasimudza meso ake akaona Isaka. Akaburuka kubva pangamera yake
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ribheka akati tarisei, paakaonawo Isaki akabva akurumidza kuburuka pangamera yake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rabheka akasimudzawo meso ake; akati achiona Isaka, akaburuka pakamera rake.
Shona 2009?
Rabheka akasimudzawo meso ake; akati achiona Isaka, akaburuka pakamera rake.
Shona SUB 2002 Bible
Rabheka akasimudzawo meso ake; akati achiona Isaka, akaburuka pakamera rake.