Genesis 24:67 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Isaka akamuisa mutente ramai ʋake Sara, akawana Rebeka, akaʋa mukadzi wake; akamuɗa. Isaka akanyaradzwa shure kwokufa kwamai ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Isaka akamupinza mutende ramai vake Sara, uye akawana Rabheka. Saka akava mukadzi wake, uye akamuda; naizvozvo Isaka akanyaradzwa shure kwokufa kwamai vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isaki akaunza Ribheka mutendhe rakanga riri raSara amai vake. Akatora Ribheka akava mukadzi wake. Isaki akamuda. Saka ndiko kunyaradzwa kwaakaitwa mushure mokufa kwaamai vake Sara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isaka akamuisa mutende ramai vake Sara, akawana Rabheka, akava mukadzi wake; akamuda. Isaka akanyaradzwa shure kwokufa kwamai vake.
Shona 2009?
Isaka akamuisa mutende ramai vake Sara, akawana Rabheka, akava mukadzi wake; akamuda. Isaka akanyaradzwa shure kokufa kwamai vake.
Shona SUB 2002 Bible
Isaka akamuisa mutende ramai vake Sara, akawana Rabheka, akava mukadzi wake; akamuda. Isaka akanyaradzwa shure kwokufa kwamai vake.