Genesis 24:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mukadzi asiŋgatendi kukuteʋera, iwe ucasunuŋgurwa pakupika kwako uku kwandiri; asi usadzosera mŋanakomana waŋgu ikoko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mukadzi asingadi kuuya newe, iwe uchasunungurwa pamhiko yangu iyi. Usadzokera chete nomwanakomana wangu ikoko.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mukadzi iyeyo aramba kuuya newe, iwe uchasunungurwa pamhiko yangu yawapika. Asi chako iwe rega kudzokera nemwana wangu ikoko.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana mukadzi asingatendi kukutevera, iwe uchasunungurwa pakupika kwako uku kwandiri; asi usadzosera mwanakomana wangu ikoko.”
Shona 2009?
Kana mukadzi asingatendi kukutevera, iwe uchasunungurwa pakupika kwako uku kwandiri; asi usadzosera mwanakomana wangu ikoko."
Shona SUB 2002 Bible
Kana mukadzi asingatendi kukutevera, iwe uchasunungurwa pakupika kwako uku kwandiri; asi usadzosera mwanakomana wangu ikoko.”
Recommended Reading