Genesis 24:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo muranda akaisa canza cake pasi pecidɀa catenzi wake, akamupikira pamsoro pecinhu ico.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka muranda akaisa ruoko rwake pasi pechidya chatenzi wake Abhurahama uye akapika mhiko kwaari maererano neshoko iri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muranda uyu akaisa ruoko rwake pasi pechidya chaAbhurahamu, vatenzi vake, ndokupika mhiko yacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo muranda akaisa chanza chake pasi pechidya chatenzi wake, akamupikira pamusoro pechinhu ichocho.
Shona 2009?
Ipapo muranda akaisa chanza chake pasi pechidya chatenzi wake, akamupikira pamusoro pechinhu ichocho.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo muranda akaisa chanza chake pasi pechidya chatenzi wake, akamupikira pamusoro pechinhu ichocho.