Genesis 25:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndiwo munda wakaŋga wateŋgwa naAbrahama kuʋana ʋaHeti; ndi’po pakaʋigwa Abrahama naSara, mukadzi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
munda wakanga watengwa naAbhurahama kubva kumuHiti. Ndimo makavigwa Abhurahama nomukadzi wake Sara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiyo nzvimbo yakatengwa naAbhurahamu kuna Efuroni muHiti. Abhurahamu nomudzimai wake Sara ndipo pavakavigwa ipapo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndiwo munda wakanga watengwa naAbhurahamu kuvana vaHeti; ndipo pakavigwa Abhurahamu naSara, mukadzi wake.
Shona 2009?
ndiwo munda wakanga watengwa naAbhurahamu kuvana vaHeti; ndipo pakavigwa Abhurahamu naSara, mukadzi wake.
Shona SUB 2002 Bible
ndiwo munda wakanga watengwa naAbhurahamu kuvana VaHeti; ndipo pakavigwa Abhurahamu naSara, mukadzi wake.