Genesis 25:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Abrahama wakati afa, Mŋari akaropafadza Isaka, mŋanakomana wake; Isaka akagara paBeeri‐rakai‐roi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokufa kwaAbhurahama, Mwari akaropafadza mwanakomana wake Isaka, uyo akagara pedyo neBheeri Rahai Roi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure mokufa kwaAbhurahamu, Mwari wakakomborera Isaki mwanakomana wake. Isaki akambogara pedyo neBheerirahairoi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Abhurahamu wakati afa, Mwari akaropafadza Isaka, mwanakomana wake; Isaka akagara paBheeri-rakai-roi.
Shona 2009?
Zvino Abhurahamu wakati afa, Mwari akaropafadza Isaka, mwanakomana wake; Isaka akagara paBheeri-rakai-roi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Abhurahamu wakati afa, Mwari akaropafadza Isaka, mwanakomana wake; Isaka akagara paBheeri–rakai–roi.