Genesis 25:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo marudzi aIshmaeri, mŋanakomana waAbrahama, wakaɓerekerwa Abrahama naHagari, muEgipita, murandakadzi waSara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iyi ndiyo nhoorondo yomwanakomana waAbhurahama, iye Ishumaeri, akaberekerwa Abhurahama naHagari muIjipita, murandakadzi waSara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi ndizvo zvizvarwa zvokwaIshimaeri mwanakomana waAbhurahamu naHagari muIjipiti uya aiva muranda waSara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiwo marudzi aIshimaeri, mwanakomana waAbhurahamu, wakaberekerwa Abhurahamu naHagari, muIjipiti, murandakadzi waSara.
Shona 2009?
Ndiwo marudzi alshimaeri, mwanakomana waAbhurahamu, wakaberekerwa Abhurahamu naHagari, muljipiti, murandakadzi waSara.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiwo marudzi aIshimaeri, mwanakomana waAbhurahamu, wakaberekerwa Abhurahamu naHagari, muIjipiti, murandakadzi waSara.