Genesis 25:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndiʋo ʋanakomana ʋaIshmaeri, ndiwo mazita aʋo, pamisha yaʋo napamatente aʋo; macinda anegumi namaʋiri nendudzi dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ava ndivo vaiva vanakomana vaIshumaeri, uye aya ndiwo mazita avatongi gumi navaviri vamarudzi maererano namagariro avo nemisasa yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivava ndivo vanakomana vaIshimaeri uyewo iwaya ndiwo mazita ematunhu avo nemisha yavo, vari vakuru vakuru gumi navaviri namamiriro akaita madzinza avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndivo vanakomana vaIshimaeri, ndiwo mazita avo, pamisha yavo napamatende avo; machinda ane gumi namaviri nendudzi dzavo.
Shona 2009?
ndivo vanakomana vaIshimaeri, ndiwo mazita avo, pamisha yavo napamatende avo; machinda ane gumi namaviri nendu­dzi dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
ndivo vanakomana vaIshimaeri, ndiwo mazita avo, pamisha yavo napamatende avo; machinda ane gumi namaviri nendudzi dzavo.