Genesis 25:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo makore oʋupenyu bgaIshmaeri, makore anezana namakumi matatu namanomŋe; akaɓuɗisa mŋeya wake, akafa, akasoŋganiswa naʋanhu ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamwe chete, Ishumaeri akararama makore zana namakumi matatu namakore manomwe. Akabudisa mweya wake akafa, uye akasanganiswa navanhu vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makore oupenyu hwaIshimaeri ndeaya, akagara zana namakumi matatu amakore ana makore manomwe zvoupenyu zvakazomuperera akafa ndokuzoenda zvake kwakaenda vamwe vokwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiwo makore oupenyu hwaIshimaeri, makore ane zana namakumi matatu namanomwe; akabudisa mweya wake, akafa, akasanganiswa navanhu vake.
Shona 2009?
Ndiwo makore oupenyu hwaIshimaeri, makore ane zana namakumi matatu namanomwe; akabudisa mweya wake, akafa, akasanganiswa navanhu vake.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiwo makore oupenyu hwaIshimaeri, makore ane zana namakumi matatu namanomwe; akabudisa mweya wake, akafa, akasanganiswa navanhu vake.