Genesis 25:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakagara kubva paHavira kuȿikira paShuri, mberi kweEgipita, kana munhu acienda Asiria; akandogara akatarisana nehama dzake dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvizvarwa zvake zvakandogara munzvimbo yaibva kuHavhira kusvikira kuShuri, pedyo nomuganhu weIjipiti, kana munhu achienda akananga kuAshuri. Uye vakagara vachipesana nehama dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vezvizvarwa zvokwaIshimaeri vaigara munyika inobvira paHavhira ichindosvika kuShuru pakatarisana neIjipiti takananga kuAsiria. Asi vaigara kure nehama dzavo vasingawirirane nehama dzavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakagara kubva paHavhira kusvikira paShuri, mberi kweIjipiti, kana munhu achienda Asiria; akandogara akatarisana nehama dzake dzose.
Shona 2009?
Vakagara kubva paHavhira kusvikira paShuri, mberi kweIjipiti, kana munhu achienda Asiria; akandogara akatarisana nehama dzake dzose.
Shona SUB 2002 Bible
Vakagara kubva paHavhira kusvikira paShuru, mberi kweIjipiti, kana munhu achienda Asiria; akandogara akatarisana nehama dzake dzose.