Genesis 25:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo marudzi aIsaka, mŋanakomana waAbrahama: Abrahama wakaɓereka Isaka;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iyi ndiyo nhoroondo yomwanakomana waAbhurahama, Isaka. Abhurahama akabereka Isaka,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Heinoi nhoroondo yemhuri yaIsaki mwanakomana waAbhurahamu. Abhurahamu akabereka Isaki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiwo marudzi aIsaka, mwanakomana waAbhurahamu. Abhurahamu akabereka Isaka;
Shona 2009?
Ndiwo marudzi alsaka, mwanako­mana waAbhurahamu. Abhurahamu aka­bereka Isaka;
Shona SUB 2002 Bible
Ndiwo marudzi aIsaka, mwanakomana waAbhurahamu. Abhurahamu akabereka Isaka;