Genesis 25:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Isaka wakaŋga anamakore anamakumi manna pakuwana kwake Rebeka, mukunda waBetueri, muAramia, wePadani‐arami, hanɀadzi yaRabani, muAramia, kuti aʋe mukadzi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye Isaka akanga ava namakore makumi mana okuberekwa paakawana Rabheka mwanasikana waBhetueri muAramu, aibva kuPadhani Aramu uye ari hanzvadzi yaRabhani muAramu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isaki akanga ava namakore makumi mana panguva yaakaroora Ribheka mwanasikana waBhetueri worudzi rwavaAramu wokuPadhaniaramu, hanzvadzi yaRabhani muAramu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isaka akanga ana makore ana makumi mana pakuwana kwake Rabheka, mukunda waBhetueri, muAramu, wePadhanaramu, hanzvadzi yaRabhani, muAramu, kuti ave mukadzi wake.
Shona 2009?
Isaka akanga ana makore ana makumi mana pakuwana kwake Rabheka, mukunda waBhetueri, muAramu, wePadhanaramu, hanzvadzi yaRabhani, muAramu, kuti ave mukadzi wake.
Shona SUB 2002 Bible
Isaka akanga ana makore ana makumi mana pakuwana kwake Rabheka, mukunda waBhetueri, muAramu, wePadhani-aramu, hanzvadzi yaRabhani, muAramu, kuti ave mukadzi wake.