Genesis 25:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋana ʋakasundana mukati make, akati: Kana ɀakaɗaro, ndakaitirweiko iɀoɀi — Akandobvunza Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vana vakanga vachisundana mukati make, uye iye akati, “Seiko izvi zvichiitika kwandiri?” Saka akaenda kundobvunza Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vana vaikikiridzana munhumbu make, ndokubva ati, “Kana zvichidai zvichandisvitsa kupiko?” Saka akaenda kundonzwa kuna Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vana vakasundana mukati make, akati, “Kana zvakadaro, ndakaitirweiko izvozvi?” Akandobvunza Jehovha.
Shona 2009?
Zvino vana vakasu­ndana mukati make, akati, "Kana zvaka­daro, ndakaitirweiko izvozvi?" Akando­bvunza Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vana vakasundana mukati make, akati, “Kana zvakadaro, ndakaitirweiko izvozvi?” Akandobvunza Jehovha.