Genesis 25:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mazuʋa ake okuɓereka akati aȿika, ʋonei ʋana ʋaʋiri ʋari muciɀaro cake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nguva yokubereka kwake yakati yasvika, onei makanga muna vakomana vaviri muchizvaro chake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti nguva yokusununguka kwake yasvika akapona vana vaviri, mapatya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mazuva ake okubereka akati asvika, onei vana vaviri vari muchizvaro chake.
Shona 2009?
Zvino mazuva ake okubereka akati asvika, onei vana vaviri vari muchizvaro chake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mazuva ake okubereka akati asvika, onei vana vaviri vari muchizvaro chake.