Genesis 25:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakomana ʋakakura; Esau akaʋa mudzimba wakacenjera, murume wesaŋgo; Jakobo wakaŋga ari murume wakarurama, waigara mumatente.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakomana vakakura, uye Esau akava mudzimba akachenjera, murume wesango, asi Jakobho akanga ari murume akanyarara, achigara pakati pamatende.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakomana ava vakakura, Esau akava hombarume yokuvhima, munhu wokugara musango; Jakobho ari munhu akanyarara aida zvake zvokugara pamba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakomana vakakura; Esau akava mudzimba wakachenjera, murume wesango; Jakobho wakanga ari murume wakarurama, waigara mumatende.
Shona 2009?
Vakomana vaka­kura; Esau akava mudzimba wakache­njera, murume wesango; Jakobho waka­nga ari murume wakarurama, waigara mumatende.
Shona SUB 2002 Bible
Vakomana vakakura; Esau akava mudzimba wakachenjera, murume wesango; Jakobho wakanga ari murume wakarurama, waigara mumatende.