Genesis 25:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Isaka akaɗa Esau, nokuti waiɗa nyama yemhuka, asi Rebeka wakaŋga aciɗa Jakobo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvo Isaka aifarira nyama yemhuka, aida Esau, asi Rabheka aida Jakobho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isaki aida Esau nokuti aimuvhimira nyama, asi Ribheka aida Jakobho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isaka akada Esau, nokuti waida nyama yemhuka, asi Rabheka wakanga achida Jakobho.
Shona 2009?
Isaka akada Esau, nokuti waida nyama yemhuka, asi Rabheka wakanga achida Jakobho.
Shona SUB 2002 Bible
Isaka akada Esau, nokuti waida nyama yemhuka, asi Rabheka wakanga achida Jakobho.