Genesis 25:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Esau akati: Tarira, ndofa haŋgu, ʋuɗaŋgwe ʋucandiɓatsireiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Esau akati, “Tarira, ndava kuda kufa ini. Ko, udangwe huchandibatsirei?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Esau ndokuti, “Ini ndava kufa nenzara kudai, ko udangwe hungandibatsirei?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Esau akati, “Tarira, ndofa hangu, udangwe uchandibatsireiko?”
Shona 2009?
Esau akati, "Tarira, ndofa hangu, udangwe uchandibatsireiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Esau akati, “Tarira, ndofa hangu, udangwe uchandibatsireiko?”