Genesis 25:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jakobo akati: Cimbondipikira; akamupikira, akateŋgesera Jakobo ʋuɗaŋgwe bgake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Jakobho akati, “Tanga wandipikira.” Saka akapika mhiko kwaari, achitengesa udangwe hwake kuna Jakobho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akati, “Tanga wapika izvozvo kwandiri nhasi uno. Naizvozvo Esau akapika akabva atengesera Jakobho udangwe hwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jakobho akati, “Chimbondipikira;” akamupikira, akatengesera Jakobho udangwe hwake.
Shona 2009?
Jakobho akati, "Chimbondipikira;" akamupikira, akatengesera Jakobho udangwe hwake.
Shona SUB 2002 Bible
Jakobho akati, “Chimbondipikira;” akamupikira, akatengesera Jakobho udangwe hwake.