Genesis 25:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jakobo akapa Esau ciŋgwa neɀokudya ɀenyemba; akadya, akanwa, akasimuka, ndokuenda hake; Esau akaɀidza ʋuɗaŋgwe bgake saiɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jakobho akapa Esau chingwa nenyemba. Akadya uye akanwa, ipapo akasimuka akaenda. Saka Esau akazvidza udangwe hwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akapa Esau chingwa norupiza rwenyemba. Akadya akanwa akasumuka oenda zvake, nokudaro Esau akazvikanganisira udangwe hwake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jakobho akapa Esau chingwa nezvokudya zvenyemba; akadya, akanwa, akasimuka, ndokuenda hake; Esau akazvidza udangwe hwake saizvozvo.
Shona 2009?
Jakobho akapa Esau chingwa nezvokudya zvenyemba; akadya, akamwa, akasimuka, ndokuenda hake; Esau akazvidza udangwe hwake saizvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Jakobho akapa Esau chingwa nezvokudya zvenyemba; akadya, akanwa, akasimuka, ndokuenda hake; Esau akazvidza udangwe hwake saizvozvo.