Genesis 25:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaMidiani ʋakaŋga ʋari Efa, naEferi, naHanoki, naAbida, naErda Aʋa ʋose ʋakaŋga ʋari ʋana ʋaKetura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaMidhiani vakanga vari Efa, Eferi, Hanoki, Abhidha naEridha. Vose ava vakanga vari zvizvarwa zvaKetura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaMidhiani vaiva vanaEfa naEferi naHanoki naAbhidha naEridha. Ava vose vaiva vana vaKetura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaMidhiani vakanga vari Efa, naEferi, naHanoki, naAbhidha, naEridha. Ava vose vakanga vari vana vaKetura.
Shona 2009?
Vanakomana vaMidhiani vakanga vari Efa, naEferi, naHanoki, naAbhidha, naEridha. Ava vose vakanga vari vana vaKetura.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaMidhiani vakanga vari Efa, naEferi, naHanoki, naAbhidha, naEridha. Ava vose vakanga vari vana vaKetura.
Recommended Reading