Genesis 25:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo mazuʋa amakore oʋupenyu bgaAbrahama: Makore anezana namakumi manomŋe namashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamwe chete, Abhurahama akararama makore zana namakumi manomwe namashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iri ndiro zera rakasvitswa naAbhurahamu, akagara panyika zana namakumi manomwe amakore ana makore mashanu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiwo mazuva amakore oupenyu hwaAbhurahamu. Makore ane zana namakumi manomwe namashanu.
Shona 2009?
Ndiwo mazuva amakore oupenyu hwaAbhurahamu. Makore ane zana na­makumi manomwe namashanu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiwo mazuva amakore oupenyu hwaAbhurahamu. Makore ane zana namakumi manomwe namashanu.