Genesis 26:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abimereki akaraira ʋanhu ʋose, akati: Unoɓata munhu uyu kana mukadzi wake, ucaʋurawa ɀirokwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Abhimereki akarayira vanhu vake vose achiti, “Ani naani anobata murume uyu kana mukadzi wake achaurayiwa zvirokwazvo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo Abhimereki akayambira vanhu vake vose achiti, “Kuwana ane chakaipa chaanoita kune murume uyu, kana mudzimai wake anofanira kuurayiwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhimereki akaraira vanhu vose, akati, “Anobata munhu uyu kana mukadzi wake, achauraiwa zvirokwazvo.”
Shona 2009?
Abhimereki akaraira vanhu vose, akati, "Anobata munhu uyu kana mukadzi wake, achauraiwa zvirokwazvo."
Shona SUB 2002 Bible
Abhimereki akaraira vanhu vose, akati, “Anobata munhu uyu kana mukadzi wake, achauraiwa zvirokwazvo.”