Genesis 26:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Isaka wakadɀara ɀiyo munyika iyo, akawana gore iro runezana; Jehova akamuropafadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Isaka akadyara zviyo munyika uye mugore racho iroro akakohwa zvakapetwa kazana, nokuti Jehovha akamuropafadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isaki akarima mbesa munyika iyoyo, gore iroro akakohwa mbesa dzakawanda kwazvo, Tenzi akamukomborera
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Isaka akadyara zviyo munyika iyoyo, akawana gore iro rune zana; Jehovha akamuropafadza.
Shona 2009?
Zvino Isaka akadzvara zviyo munyika iyoyo, akawana gore iro rune zana; Jehovha akamuropafadza.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Isaka akadyara zviyo munyika iyoyo, akawana gore iro zvakapetwa kazana; Jehovha akamuropafadza.