Genesis 26:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wakaŋga anefuma yamakwai, neyeŋombe, nemhuri huru; ʋaFiristia ʋakamugoɗora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akanga ana makwai mazhinji nemombe dzakawanda navaranda vakawanda zvokuti vaFiristia vakamuitira godo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akanga ano upfumi hwemombe nezvimwe zvipfuwo navaranda vazhinji zvokuti vaFirisitia vakamuitira shanje.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akanga aine pfuma yamakwai, neyemombe, nemhuri huru; vaFirisitia vakamugodora.
Shona 2009?
akanga aine fuma yamakwai, neyemombe, ne­mhuri huru; vaFirisitia vakamugodora.
Shona SUB 2002 Bible
akanga aine pfuma yamakwai, neyemombe, nemhuri huru; vaFirisitia vakamugodora.