Genesis 26:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akaɀiratidza ɀe kwaari, akati: Usaɓurukira Egipita; gara munyika yandakakuʋudza;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akazviratidza kuna Isaka akati, “Usaburuka kuIjipiti; gara munyika yandinokuudza kuti ugare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akazviratidza kwaari akati, “Usadzike kuIjipiti, asi gara munyika yandichakuudza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akazviratidzazve kwaari akati, “Usaburukira Ijipiti, gara munyika yandakakuudza;
Shona 2009?
Jehovha akazviratidzazve kwaari akati, "Usaburukira Ijipiti, gara munyika yandakakuudza;
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akazviratidzazve kwaari akati, “Usaburukira Ijipiti, gara munyika yandakakuudza;