Genesis 26:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakati: Takaʋona kwaɀo kuti Jehova unewe, tikati: Ɀino mhiko ŋgaiʋe’po pakati peɗu, pakati peɗu newe, tiite suŋgano newe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakamupindura vakati, “Takaona pachena kuti Jehovha akanga anewe; saka takati, ‘Panofanira kuva nechitenderano chemhiko pakati pedu,’ pakati pedu newe. Ngatiite sungano newe
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo ndokuti, “Tanyatsoona kuti Tenzi anewe. Saka tanga tafunga kuti dai paitwa chibvumirano pakati pedu newe, tiite chitenderano
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakati, “Takaona kwazvo kuti Jehovha anewe, tikati, ‘Zvino mhiko ngaivepo pakati pedu, pakati pedu newe, tiite sungano newe;
Shona 2009?
Ivo vakati, "Takaona kwazvo kuti Jehovha anewe, tikati, `Zvino mhiko ngaivepo pakati pedu, pakati pedu newe, tiite sungano newe;
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakati, “Takaona kwazvo kuti Jehovha anewe, tikati, ‘Zvino mhiko ngaivepo pakati pedu, pakati pedu newe, tiite sungano newe;