Genesis 26:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti urege kutiitira ɀakaipa, seɀatisina‐kukuɓata iwe, seɀatakakuitira ɀakanaka ɓedzi, tikakuendisa norugare; ɀino iwe ndiwe hako muropafadzwa waJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
yokuti iwe hauzotiitiri zvakaipa, sezvo isu tisina kukubata zvakaipa asi takaramba tichikuitira zvakanaka uye tikakuendesa norugare. Uye zvino waropafadzwa naJehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chokuti ugorega kutiitira zvakaipa. Sezvatakaita isu, hatina chatakakutadzira asi takakuitira zvakanaka tikazotiwo uende zvako zvakanaka. Nhasi iwe wava nechikomborero chaTenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti urege kutiitira zvakaipa, sezvatisina kukubata iwe, sezvatakakuitira zvakanaka bedzi, tikakuendesa norugare;’ zvino iwe ndiwe hako muropafadzwa waJehovha.”
Shona 2009?
kuti urege kutiitira zvakaipa, sezvatisina kukubata iwe, se­zvatakakuitira zvakanaka bedzi, tikakue­ndesa norugare;' zvino iwe ndiwe hako muropafadzwa waJehovha."
Shona SUB 2002 Bible
kuti urege kutiitira zvakaipa, sezvatisina kukubata iwe, sezvatakakuitira zvakanaka bedzi, tikakuendesa norugare;’ zvino iwe ndiwe hako muropafadzwa waJehovha.”