Genesis 26:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nomusi iwoyo ʋaranda ʋaIsaka ʋakaʋuya, ʋakamuʋudza kuti ʋakaŋga ʋacera tsime, ʋakati kwaari: Mvura taiwana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musi iwoyo varanda vaIsaka vakauya vakamuudza nezvetsime ravakanga vachera. Vakati, “Tawana mvura!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nomusi iwoyo varanda vaIsaki vakauya vakamuudza nezvetsime ravakanga vachera. Vakati, “Tabata mvura.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nomusi iwoyo varanda vaIsaka vakauya, vakamuudza kuti vakanga vachera tsime, vakati kwaari, “Mvura taiwana.”
Shona 2009?
Nomusi iwoyo varanda vaIsaka va­kauya, vakamuudza kuti vakanga vachera tsime, vakati kwaari, "Mvura taiwana."
Shona SUB 2002 Bible
Nomusi iwoyo varanda vaIsaka vakauya, vakamuudza kuti vakanga vachera tsime, vakati kwaari, “Mvura taiwana.”