Genesis 26:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iʋaʋo ʋakarwadza mŋoyo waIsaka naRebeka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivava vakarwadzisa Isaka naRabheka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakadzi vacho vaifurusa Isaki naRibheka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ivavo vakarwadza mwoyo waIsaka naRabheka.
Shona 2009?
ivavo va­karwadza moyo walsaka naRabheka.
Shona SUB 2002 Bible
ivavo vakarwadza mwoyo waIsaka naRabheka.