Genesis 26:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndicawanza ʋana ʋako senyeredzi dzeɗeŋga; ndudzi dzose dzenyika dzicaropafadzwa muʋana ʋako;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaita kuti zvizvarwa zvako zviwande senyeredzi dzokudenga uye ndichavapa nyika yose iyi, uye kubudikidza navana vako ndudzi dzose dzapanyika dzicharopafadzwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita kuti vana vako vawande senyenyedzi dzedenga. Ndichavapa nyika idzi dzose. Vana vako vachawanisawo ndudzi dzose dzavanhu vapasi pano makomborero,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndichawanza vana vako senyeredzi dzedenga; ndudzi dzose dzenyika dzicharopafadzwa muvana vako;
Shona 2009?
ndichawanza vana vako senyeredzi dzedenga; ndudzi dzose dzenyika dzicharopafadzwa mu­vana vako;
Shona SUB 2002 Bible
ndichawanza vana vako senyenyedzi dzedenga; ndudzi dzose dzenyika dzicharopafadzwa muvana vako;