Genesis 27:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mai ʋake ʋakati kwaari: Kutukwa kwako ŋgakuʋe pamsoro paŋgu, mŋana waŋgu; terera hako inzwi raŋgu, ʋende unditorere idzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mai vake vakati kwaari, “Mwanakomana wangu, rega kutukwa kuuye pamusoro pangu. Iwe ita zvandinoreva; enda unonditorera idzo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi amai vake vakati, “Mwanangu rushambwa rwacho ngaruwire inini. Chako iwe kuteerera zvandiri kureva, uende undodzitora uuye nadzo kwandiri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mai vake vakati kwaari, “Kutukwa kwako ngakuve pamusoro pangu, mwana wangu; teerera hako izwi rangu, uende unditorere idzo.”
Shona 2009?
Mai vake vakati kwaari, "Kutukwa kwako ngakuve pamusoro pangu, mwana wangu; teerera hako inzwi rangu, uende unditorere idzo."
Shona SUB 2002 Bible
Mai vake vakati kwaari, “Kutukwa kwako ngakuve pamusoro pangu, mwana wangu; teerera hako izwi rangu, uende unditorere idzo.”