Genesis 27:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akaenda, akadzitora, akadziisa kunamai ʋake; mai ʋake ʋakagadzira nyama yakanaka, yaiɗikanwa naɓaɓa ʋake
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akaenda akandodzitora akauya nadzo kuna mai vake, uye vakagadzira nyama inonaka, nenzira chaiyo yaidikanwa nababa vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akaenda akandodzibata, akauya nadzo kuna amai vake. Amai vake vakabikira baba vake chokudya chakanaka chapamwoyo pavo chaicho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akaenda, akadzitora, akadziisa kuna mai vake; mai vake vakagadzira nyama yakanaka, yaidikanwa nababa vake.
Shona 2009?
Iye akaenda, akadzitora, akadziisa kuna mai vake; mai vake vakagadzira nyama yakanaka, yaidikamwa nababa vake.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akaenda, akadzitora, akadziisa kuna mai vake; mai vake vakagadzira nyama yakanaka, yaidikanwa nababa vake.