Genesis 27:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Rebeka akatora nguʋo dzakaiȿo‐naka dzaEsau, mŋanakomana wake mukuru, dzaaiʋa nadzo mumba, akadzifukidza Jakobo, mŋanakomana wake muɗuku;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Rabheka akatora nguo dzakaisvonaka dzaEsau mwanakomana wake mukuru, dzaakanga anadzo mumba, akadzipfekedza mwanakomana wake muduku iye Jakobho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ribheka akatora hanzu dzakaisvonaka dzaEsau mwanakomana wake mukuru dzaaiva nadzo mumba, akadzipfekedza Jakobho munun'una wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Rabheka akatora nguo dzakaisvonaka dzaEsau, mwanakomana wake mukuru, dzaaiva nadzo mumba, akadzifukidza Jakobho, mwanakomana wake muduku;
Shona 2009?
Zvino Rabheka akatora nguvo dzakaisvonaka dzaEsau, mwa­nakomana wake mukuru, dzaaiva nadzo mumba, akadzifukidza Jakobho, mwana­komana wake muduku;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Rabheka akatora nguo dzakaisvonaka dzaEsau, mwanakomana wake mukuru, dzaaiva nadzo mumba, akadzifukidza Jakobho, mwanakomana wake muduku;