Genesis 27:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaisa ŋguʋo dzembudzana pamaʋoko ake, napamutsipa wake pakaŋga pasinemvere;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akafukidzawo namatehwe embudzi, maoko ake uye nenzvimbo dzomutsipa wake dzakanga dzisina mvere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akapfekedza Jakobho matehwe embudzana dziye mumaoko nomumutsipa make makanga musina mvere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akaisa nguo dzembudzana pamaoko ake, napamutsipa wake pakanga pasina mvere;
Shona 2009?
akaisa nguvo dzembudzana pamaoko ake, napamutsipa wake pakanga pasina mvere;
Shona SUB 2002 Bible
akaisa nguo dzembudzana pamaoko ake, napamutsipa wake pakanga pasina mvere;