Genesis 27:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaisa nyama yakanaka neciŋgwa, ɀaakaŋga agadzira, muruʋoko rwaJakobo, mŋanakomana wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akapa kumwanakomana wake Jakobho nyama inonaka uye nechingwa chaakanga abika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ribheka akatora zvokudya zvakanaka nechingwa zvaakanga abika, akapa Jakobho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akaisa nyama yakanaka nechingwa, zvaakanga agadzira, muruoko rwaJakobho, mwanakomana wake.
Shona 2009?
akaisa nyama yakanaka nechingwa, zvaakanga agadzira, muruoko rwaJakobho, mwanakomana wake.
Shona SUB 2002 Bible
akaisa nyama yakanaka nechingwa, zvaakanga agadzira, muruoko rwaJakobho, mwanakomana wake.