Genesis 27:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akaenda kunaɓaɓa ʋake, akati: Ƃaɓa ʋaŋgu; iʋo ʋakati: Ndiri pano haŋgu; ndiwe aniko mŋana waŋgu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaenda kuna baba vake akati, “Baba vangu.” Vakapindura vakati “Ndiri pano mwana wangu. Ndianiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akaenda kuna baba vake akati, “Baba!” Ivo vakati, “Mwanangu! Ko ndiwe aniko mwanangu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akaenda kuna baba vake, akati, “Baba vangu;” ivo vakati, “Ndiri pano hangu; ndiwe aniko mwana wangu?”
Shona 2009?
Iye akaenda kuna baba vake, akati, "Baba vangu;" ivo vakati, "Ndiri pano hangu; ndiwe aniko mwana wangu?"
Shona SUB 2002 Bible
Iye akaenda kuna baba vake, akati, “Baba vangu;” ivo vakati, “Ndiri pano hangu; ndiwe aniko mwana wangu?”