Genesis 27:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Tarira ɀino ndakwegura; handiziʋi zuʋa rokufa kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Isaka akati, “Zvino ndava murume mutana uye handizivi zuva rokufa kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakati, “Ini ndakwegura, handizivi zuva rokufa kwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Tarira zvino ndakwegura; handizivi zuva rokufa kwangu.
Shona 2009?
Akati, "Tarira zvino ndakwegura; handizivi zuva rokufa kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Tarira zvino ndakwegura; handizivi zuva rokufa kwangu.