Genesis 27:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Isaka akati kumŋanakomana wake: Wakurumidza seiko kuiwana, mŋana waŋgu — Iye akati: Nokuti Jehova, Mŋari wenyu, waituma pamberi paŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Isaka akabvunza mwanakomana wake akati, “Waiwana seiko nokukurumidza zvakadai, mwanakomana wangu?” Iye akapindura akati, “Jehovha Mwari wenyu aita kuti ndibudirire.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isaki akati, “Wakurumidza nei kuiwana mwanangu?” Jakobho ndokuti, “Ndaiwaniswa naTenzi, Mwari wenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isaka akati kumwanakomana wake, “Wakurumidza seiko kuiwana, mwana wangu?” Iye akati, “Nokuti Jehovha, Mwari wenyu, waituma pamberi pangu.”
Shona 2009?
Isaka akati kumwanakomana wake, "Wakurumidza seiko kuiwana, mwana wangu?" Iye akati, "Nokuti Jehovha, Mwari wenyu, waituma pamberi pangu. "
Shona SUB 2002 Bible
Isaka akati kumwanakomana wake, “Wakurumidza seiko kuiwana, mwana wangu?” Iye akati, “Nokuti Jehovha, Mwari wenyu, waituma pamberi pangu.”