Genesis 27:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Isaka akati kunaJakobo: Cimbosweɗera hako, ndikuɓate‐ɓate, mŋana waŋgu, kuti ndiziʋe kana uri mŋanakomana waŋgu Esau amene, kana usi’we.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Isaka akati kuna Jakobho, “Swedera pedyo kuti ndikubate, mwana wangu, kuti ndizive kana uri Esau mwanakomana wangu chaiye kana kwete.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isaki akataurira Jakobho achiti, “Chimboswedera kuno mwanangu, ndibate muviri wako ndinzwe kana uriwe mwana wangu Esau zvechokwadi kana kuti kwete.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isaka akati kuna Jakobho, “Chimboswedera hako, ndikubate-bate, mwana wangu, kuti ndizive kuti uri mwanakomana wangu Esau chaiye, kana kuti hausi iwe.”
Shona 2009?
Isaka akati kuna Jakobho, "Chi­mboswedera hako, ndikubate-bate, mwana wangu, kuti ndizive kuti uri mwanakomana wangu Esau chaiye, kana kuti hausi iwe."
Shona SUB 2002 Bible
Isaka akati kuna Jakobho, “Chimboswedera hako, ndikubate–bate, mwana wangu, kuti ndizive kuti uri mwanakomana wangu Esau chaiye, kana kuti hausi iwe.”