Genesis 27:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Ndiwe mŋanakomana waŋgu Esau amene here — Iye akati: Ndini iye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati ndiwe mwanakomana wangu “Esau chaiye here?” Akapindura akati, “Ndini.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati, “Saka ndiwe here mwana wangu Esau?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Ndiwe mwanakomana wangu Esau chaiye here?” Iye akati, “Ndini iye.”
Shona 2009?
Akati, "Ndiwe mwanakomana wangu Esau chaiye here?" Iye akati, "Ndini iye."
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Ndiwe mwanakomana wangu Esau chaiye here?” Iye akati, “Ndini iye.”