Genesis 27:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Uisweɗedze pedyo neni, kuti ndidye nyama yemhuka yomŋanakomana waŋgu, mŋeya waŋgu ukuropafadze. Iye akaisweɗedza pedyo naye, akadya; akamupa ʋo waini, akanwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akati, “Mwanakomana wangu, ndipe nyama yako yemhuka ndidye, kuitira kuti ndikupe maropafadzo angu.” Jakobho akaiisa kwaari uye akadya; uye akauya newaini iye akanwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati, “Ndini.” Isaki akati, “Chindipa nyama yemhuka yawabaya, ndidye ndikukomborere.” Jakobho akavapa vakadya, akavapawo waini vakanwira zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Uiswededze pedyo neni, kuti ndidye nyama yemhuka yomwanakomana wangu, mweya wangu ukuropafadze.” Iye akaiswededza pedyo naye, akadya; akamupawo waini, akanwa.
Shona 2009?
Akati, "Uiswededze pedo neni, kuti ndidye nyama yemhuka yomwana­komana wangu, mweya wangu ukuropa­fadze." Iye akaiswededza pedo naye, akadya; akamupawo waini, akamwa.
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Uiswededze pedyo neni, kuti ndidye nyama yemhuka yomwanakomana wangu, mweya wangu ukuropafadze.” Iye akaiswededza pedyo naye, akadya; akamupawo waini, akanwa.