Genesis 27:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ɓaɓa ʋake Isaka ʋakati kwaari: Sweɗera ɀino undiȿete, mŋana waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo baba vake Isaka vakati kwaari, “Uya pano mwanakomana wangu unditsvode.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Baba vake Isaki vakamuti, “Chiswedera kuno unditsvode mwanangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo baba vake Isaka vakati kwaari, “Swedera zvino unditsvode, mwana wangu.”
Shona 2009?
Ipapo baba vake Isaka vakati kwaari, "Swedera zvino unditsvode, mwana wa­ngu."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo baba vake Isaka vakati kwaari, “Swedera zvino unditsvode, mwana wangu.”