Genesis 27:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari ŋgaakupe ɗoʋa rokuɗeŋga, Mafuta enyika, Neɀiyo newaini ɀakawanda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari ngaakupe dova rokudenga noupfumi hwenyika, zviyo zvakawanda newaini itsva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari ngaakuunzire dova rokudenga, ngaanyatsokurisa zvirimwa zvako, akupe mbesanwa dzakawanda newaini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari ngaakupe dova rokudenga, mafuta enyika, nezviyo newaini zvakawanda.
Shona 2009?
Mwari ngaakupe dova rokudenga, mafuta enyika, nezviyo newaini zvakawanda.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari ngaakupe dova rokudenga, mafuta enyika, nezviyo newaini zvakawanda.