Genesis 27:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiye akagadzira nyama yakanaka, akaenda nayo kunaɓaɓa ʋake; akati kunaɓaɓa ʋake: Ƃaɓa ʋaŋgu ŋgaʋasimuke, ŋgaʋadye nyama yemhuka yomŋanakomana waʋo, kuti mŋeya wenyu undiropafadze.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naiyewo akagadzira nyama inonaka akauya nayo kuna baba vake. Ipapo akati kwavari, “Baba vangu, mukai mudye nyama yangu yemhuka, kuti mugondipa maropafadzo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabikawo zvokudya zvinonaka, akaenda nazvo kuna baba vake akasvikoti, “Baba, mukai muite zvokugara, mudye nyama yemhuka yandauya nayo, mugondikomborera.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naiye akagadzira nyama yakanaka, akaenda nayo kuna baba vake; akati kuna baba vake, “Baba vangu ngavasimuke, ngavadye nyama yemhuka yomwanakomana wavo, kuti mweya wenyu undiropafadze.”
Shona 2009?
Naiye akagadzira nyama yakanaka, akaenda nayo kuna baba vake; akati kuna baba vake, "Baba vangu ngavasimuke, ngavadye nyama yemhuka yomwanakomana wavo, kuti mweya wenyu undiropafadze."
Shona SUB 2002 Bible
Naiye akagadzira nyama yakanaka, akaenda nayo kuna baba vake; akati kuna baba vake, “Baba vangu ngavasimuke, ngavadye nyama yemhuka yomwanakomana wavo, kuti mweya wenyu undiropafadze.”