Genesis 27:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Isaka ɓaɓa ʋake ʋakati: Ndiwe aniko — Iye akati: Ndini mŋanakomana wenyu, ɗaŋgwe renyu Esau.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Baba vake Isaka vakamubvunza vakati, “Ndiwe aniko?” Akapindura akati, “Ndini Esau mwanakomana wenyu wedangwe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Baba vake, Isaki ndokumuti, “Ndiwe ani?” Akati, “Ndini Esau mwana wenyu wedangwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Isaka baba vake vakati, “Ndiwe aniko?” Iye akati, “Ndini mwanakomana wenyu, dangwe renyu Esau.”
Shona 2009?
Ipapo Isaka baba vake vakati, "Ndiwe aniko?" Iye akati, "Ndini mwanakomana wenyu, dangwe renyu Esau."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Isaka baba vake vakati, “Ndiwe aniko?” Iye akati, “Ndini mwanakomana wenyu, dangwe renyu Esau.”
Recommended Reading