Genesis 27:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Isaka akabvunda kwaɀo‐kwaɀo, akati: Ndianiko wakaŋga avima mhuka, akaʋuya nayo kwandiri, ndikadya ɀose, iwe usati waȿika, ndikamuropafadza — Hoŋo, ɀirokwaɀo iye ucaropafadzwa hake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Isaka akadedera nehasha akati, “Ndianiko zvino, avhima mhuka akauya nayo kwandiri? Ndaidya iwe uchigere kusvika uye ndamuropafadza, uye zvirokwazvo acharopafadzwa!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isaki akadedera zvikuru akati, “Ko ndianiko ambondivhimira nyama akauya nayo kwandiri ndikaidya yose usati wauya, ndikamupa chikomborero? Iyeyo ndiye atokomborerwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isaka akabvunda kwazvo-kwazvo, akati, “Ndianiko wakanga avhima mhuka, akauya nayo kwandiri ndikadya zvose, iwe usati wasvika, ndikamuropafadza? Hongu, zvirokwazvo iye acharopafadzwa hake.”
Shona 2009?
Isaka akabvunda kwazvo-kwazvo, akati, "Ndianiko wakanga avhima mhuka, akauya nayo kwandiri ndikadya zvose, iwe usati wasvika, ndikamuropafadza? Hongu, zvirokwazvo iye acharopafadzwa hake."
Shona SUB 2002 Bible
Isaka akabvunda kwazvo–kwazvo, akati, “Ndianiko wakanga avhima mhuka, akauya nayo kwandiri ndikadya zvose, iwe usati wasvika, ndikamuropafadza? Hongu, zvirokwazvo iye acharopafadzwa hake.”