Genesis 27:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Munuŋuna wako wakaʋuya nokunyeŋgedzera, akatora kuropafadzwa kwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ivo vakati, “Munun'una wako auya nokunyengera uye atora maropafadzo ako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ivo vakati, “munun'una wako andinyengedza akabva atora chikomborero chako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Mun'una wako wakauya nokunyengedzera, akatora kuropafadzwa kwako.”
Shona 2009?
Akati, "Munun'una wako wakauya nokunyengedzera, akatora kuropafadzwa kwako."
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Munun'una wako wakauya nokunyengedzera, akatora kuropafadzwa kwako.”