Genesis 27:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
undigadzirire nyama yakanaka, seɀandinoiɗa, uʋuye nayo kwandiri, ndidye, mŋeya waŋgu ukuropafadze ndisati ndafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Undigadzirire zvokudya zvinondinakira ugondivigira kuti ndidye, kuitira kuti ndikupe maropafadzo angu ndisati ndafa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ugondigadzirira chokudya chakanaka chomwoyo wangu chaicho, undiigire ndidye, ndigokukomborera ndisati ndafa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
undigadzirire nyama yakanaka, sezvandinoda, uuye nayo kwandiri, ndidye, mweya wangu ukuropafadze, ndisati ndafa.”
Shona 2009?
undigadzirire nyama yakanaka, sezvandinoda, uuye nayo kwandiri, ndi­dye, mweya wangu ukuropafadze, ndisati ndafa."
Shona SUB 2002 Bible
undigadzirire nyama yakanaka, sezvandinoda, uuye nayo kwandiri, ndidye, mweya wangu ukuropafadze, ndisati ndafa.”