Genesis 27:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucararama nomunondo wako, ucashumira munuŋuna wako; Ucati kana woɀimutsa iwe, Ucavuna joko rake ribve pamutsipa wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iwe uchararama nomunondo uye uchashumira munun'una wako. Asi paunenge woshaya zororo uchabvisa joko rake kubva pamutsipa wako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvokubatirana mapfumo navamwe vako, ndohuchagara huri upenyu hwako. Uchava muranda womunun'una wako. Asi paanongokuti tupfunu chete uchatyora joko rake pamutsipa wako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uchararama nomunondo wako, uchashumira mun'una wako; uchati kana wozvimutsa iwe, uchavhuna joko rake ribve pamutsipa wako.”
Shona 2009?
uchararama nomunondo wako, uchashumira munun'una wako; uchati kana wozvimutsa iwe, uchavhuna joko rake ribve pamutsipa wako."
Shona SUB 2002 Bible
uchararama nomunondo wako, uchashumira munun'una wako; uchati kana wozvimutsa iwe, uchavhuna joko rake ribve pamutsipa wako.”